Fada Twokeys

Fada Twokeys Entertainment

23/07/2024

If only they knew the value of Melanin vs that of Gold on the market, they would never bleach their skin.
Lord have mercy!

19/07/2024
18/07/2024

Zviriko here zvakadai nhai?
ndangosanganawo nenyaya iyi asi yoweeee ndatya nazvo

Asikana hameno kuti muchaonawo sei nyaya yangu but ndizvo zviripo veduwee.Ndiri mkadzi ane 45 yrs ndiri mumarriage isina bonde murume akaita problem yesugar kudhara saka tave ne9 yrs pasina.Ini ndakazowanawo boyfriend kwandinopedzwa nyota apo neapo zvino nyaya iripo ndeyekudai.Ndakaguma kuenda kuperiod ndine 43 yes pese apa ndanga ndamira uye ndakazvigasgira kuti i menoupause.Nguva dzapfuura ndairwara ndichimira moyo nekunzwa mudumbu vandaiudza vaiti ndizvo zvainoita.
Nhasi ndiri munzira kuenda kubasa ndazonzwa kuti pain yanyanya chaizvo ndikaenda kuclinic guess what madzimai hanzi wave mulabour😱😱😱😱😱
Ndazviramba ndikati it can't zvikanzi ndizvo zviripo kwakutoitwa scan onei baby arimo zveshuwa 😭😭😭😭
Ndazobviswa paclinic kwakuendeswa ku
Pelonomi hospital muno muBloemfontein ndiko kwandiri kana plan handina apa kumba hakuchadzokereki nekasvava ndinoti kabvepiko 😭
Murume ndamunyepera kuti ndaenda kuPretoria kusister yangu cz ndine stress azvibvuma nekuti anoziva kuti ndakamboita depression.
Manurse akumbira nhamba dzemurume ndikaramba kuti handina murume.Kana vest yemwana kana chii handina but haisi nyaya mari ndinayo asi shock yandiinayo ndeyekasvava kababy boy.
Kana iyo boyfriend anoti kudii nazvo nhaimi handina kumuudza nekuti anogona kuzoti mwana wake anomuda.
Ndine vana nemurume wangu 2 vatokura umwe akaroora umwe akaroorwa tanga tangosara tiri 2 ini nemurume wangu.
Haaa ende futi satan aita kudhadhaira mumarriage yangu veduweee.
Ndodii nemwana nhaimi zvoita here kuti ndivaudze kuti handisiri kuda mwana vamutore zvavo 😭
Ko sei ndaita nhumbu ini ndiri pamenopause yacho nhaimi chii chakadaro.Ndapererwa ini dumbu kana kukura maybe inyaya yekuti ndiri munhu mudhafu hamenowoo asikana.
Admin mogona kutuma munhu nechisadza boz nzara yacho soo hanzi ndichiri muno for few days BP yangu yakakwirisa zvisingatobatsire. 🙌

Big shout out to my newest top fans! 💎 Sandra Rudado Chari, Steven Matasva, Cathrineruvimbo Chakwesha, Steven French, Ph...
17/07/2024

Big shout out to my newest top fans! 💎 Sandra Rudado Chari, Steven Matasva, Cathrineruvimbo Chakwesha, Steven French, Phineas Zinhiva

Drop a comment to welcome them to our community,

Chii chokutadzisai kutamba muchidai nemudiwa wako
16/07/2024

Chii chokutadzisai kutamba muchidai nemudiwa wako

14/07/2024

Spain inochigwinha apa

12/07/2024

I have no rights to music being played. Its just a social entertainment on a Friday Drive Time
Where you at?

Teaching for the Day on a Thursday
11/07/2024

Teaching for the Day on a Thursday

10/07/2024

England vs Netherlands
Ukumhanya neipi

Netherlands bhora😀😀😀👏

Mukaona ndisisabatike batike, ndonyaya yacho irikuno iyi hamawee
10/07/2024

Mukaona ndisisabatike batike, ndonyaya yacho irikuno iyi hamawee

Shout out to my newest followers! Excited to have you onboard! Yeukai Musokeri Chinjekure, Romeo Kandororo, Aelita  Jolc...
10/07/2024

Shout out to my newest followers! Excited to have you onboard! Yeukai Musokeri Chinjekure, Romeo Kandororo, Aelita Jolchieva, Mashilo Matsetela, Simbarashe Chinoshava, Nį Mcälifoniah, Did Did 🔥🔥🔥🔥🔥🔥✅

😀😀😀😀🙌🙌🙌
09/07/2024

😀😀😀😀🙌🙌🙌

Thanks for being a top engager and making it on to my weekly engagement list! 🎉 Sandra Rudado Chari, Prince Timothy, Ste...
08/07/2024

Thanks for being a top engager and making it on to my weekly engagement list! 🎉 Sandra Rudado Chari, Prince Timothy, Steven French

08/07/2024

Pamaface ,There is always this one person anonyepa zvekuti chero ukazomuona kugehena anogona kuti pane munhu wandauya kuzoona zve2 mins😀😀😀🙌🔥.

06/07/2024

I want to visit people's Pages and Timelines dropping comments.
Who has the most interesting posts that i can visit today?
@

06/07/2024

Yaa life after 25 ma1 for real. Unotoona kuti adult life haina kuchipa. Inongoita sesong but zvoda kushanda hamawee.unochembera uchitumwa zvigaro nevafana kwauri uchivati boss boss

06/07/2024

Community Gather here 😀😀😀😀😀, uriwe unonzwa sei guitar case yadonha iyo, how would you ferl as the man. Witness News

Prince Timothy Phineas Zinhiva Cathrineruvimbo Chakwesha Steven Matasva Steven French Clementine Beautie Tichawona Albert Manyerere Dee Jecobs tv Michael Magz kim King Fancho Moyo WeHungwe Mufudzi Munyaradzi Kenny Kondo Sandra Rudado Chari Angeline m mutadzi tendai mahleka Mama Deon Family future brand Tete Masibanda Fada Ritchie Amandah Gooner

05/07/2024

Spain ends Germany's campaign at the UEFA Euros,
Who will win the trophy?

03/07/2024

Men of my generation listen carefully

Kune adonhedza list rake remuteuro. Handizivi ndewei but ndangoisa pajekerere kuti munhu wamwari musatambure nekutevedza...
30/06/2024

Kune adonhedza list rake remuteuro. Handizivi ndewei but ndangoisa pajekerere kuti munhu wamwari musatambure nekutevedza nzira . 🤔🤔But muteuro wakadai uyu unoitirwa chii chaizvo?.......

Makamborumwa nenyuchi here guys. Nhasi ndanzwa. Winter ndozvandongoidira. Ndamora mumukoko.
26/06/2024

Makamborumwa nenyuchi here guys. Nhasi ndanzwa. Winter ndozvandongoidira. Ndamora mumukoko.

25/06/2024

Things i learnt in Life
MONEY is the root of all evil, but POVERTY and BEING BROKE ain't Holy at all.
Lets hustle hard legitimately

25/06/2024

Parental Assignment (Shared as is)

1..Mwana wese ane 12 years and above ngaatengerwe HIGHWAY CODE atange kudzidza zvemota.
2. Vana vari 9 years and above ngavadzidziswe kubika tea, muriwo ne Sadza
3. Vana ngavadzidziswe kuvhura ma windows vachingomuka ne kuvhara kana kwadoka.
4. Vane mota vese dzidzisai vana kutyaira mota .
5. Vane mari tengerai vana ma phone and teach them to be responsible.
6. Vadzidzisei kuti pizza inobikwa uye inogadzirika. Vane ma resources itai vadzidze kuibika. Vamwe vana vane nhumbu dzema pizza.
7. Teach vana kumhoresa vanhu voenda kudzimba dzavo
8. Be there for your children
9. Take your children to best schools that you can afford.
10. Vana venyu are your priority.
11. Develop your children's talents
12. Kana mwana wenyu achitamba sport musi waanotamba make sure unenge uripo muchipa support zvakakosha izvozvo. Vamwe vabereki munorambidza vana ma sports. Kune vakapfuma ne sport.
13. Be careful of your children's friends.
14. Reward good behavior tsuura bad behavior and gadzirisai with love.
15. Don't be an absent parent.
16. Pray for your children always,bless them on their birthdays
17. Teach your children to pray.
18. Identify their interest early
19. Children are a heritage from the Lord Psalm 127 v 3
20. Avoid negative patterns dzawakasangana nadzo pawaikura.
21. Declare and decree good tidings pavana vako Deut 28 v1 vana ava misoro kwete miswe , they're above not beneath. Tell them you love them

This week is FAMILY WEEK. Pray against spirit of accidents. Declare Life

23/06/2024

Maimbozviitawo here kumombe izvi.

23/06/2024


So how does this work.
Top fans comment and let me see you

21/06/2024

Describe the scene in the video with just one word

19/06/2024

Shout out to my newest followers! Excited to have you onboard! Farayi Socthnatzy Katemera, Steven French, Mercy Makumbe Chirikure, MotionHizwill Chako, Lawrence Macharaga, Ropafadzo Amanda Banhwa, Melissa Chido Charakupa, Er Chitransh, Mario Wuragu, Kenny Kondo, King Fancho Moyo WeHungwe, Çàll Mîî Mdîî

Father's Day yakabudisa zvakawanda rwendo runo. Tinashe Mugabe Tinashe Mugabe pane basa apa mdhara
17/06/2024

Father's Day yakabudisa zvakawanda rwendo runo. Tinashe Mugabe Tinashe Mugabe pane basa apa mdhara

Address


Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Fada Twokeys posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Fada Twokeys:

Videos

Shortcuts

  • Address
  • Alerts
  • Contact The Business
  • Videos
  • Want your business to be the top-listed Event Planning Service?

Share