Zim Entertainers and Socialites

  • Home
  • Zim Entertainers and Socialites

Zim Entertainers and Socialites Zimbabwean Entertainers and Socialites
(1)

06/04/2024

Gogo Musalady vachiwudza Tatelicious aka Gurundoro na Tete Masivanda TV kuti siyanayi neni!
Gogo Musalady vayona video ravayitukwa naTete Masivanda TV.
Hanzi makaenda kumba kwaDorine muchida kumurova, makambondinzwa. ndichikubvunzayi here kana kukutukayi here and more! πŸ’•πŸ’•πŸ’•βš«οΈπŸ’•πŸ’•πŸ’•

06/04/2024

Regina ZW Comedy achitawura zvinhu zvaiitwa nababa Rokadhiya kumwana mukomana wamai Rokadhiya izvo zvakazokonzera kuti varambane!
Baba Rokadhiya vayitorwa p**n nemaXhosa and iye Regina atori nerimwe video racho, plus baba Rokadhiya vane ka button!
Hanzi ayitotya kupinda mumota yababa Rokadhiya, achisiiwa kuma family outing. Hanzi ayigara panze, mumba ayitozopinda baba Rokadhiya vabva!
πŸ’•πŸ’•πŸ’•βš«οΈπŸ’•πŸ’•πŸ‘

05/04/2024

Swagger STFZ Nation achipindura Mazepe panyaya yekuti akachengeta mwana, mukadzi wake haamurambidze kuwona mwana!
(2 videos Mazepe achidzidzisa Alex wake Shona)
Hanzi naSwagger, Mazepe wakakuruka vanhu mari ukayishandisa kubhuka ma hotels ku Mozambique uchirarara nevarume, plus wakasiya ring yemuchato muguva ku Mozambique, mukadzi wako anotawura kuti hawuchengete vana!!! πŸ’•πŸ’•πŸ’•βš«οΈπŸ’•πŸ’•πŸ’•

05/04/2024

COLD WAR!!! Hanzi wayita LOSS!!!

πŸ’•πŸ’•πŸ’•βš«οΈπŸ’•πŸ’•πŸ’•

05/04/2024

Skit gone wrong!!! 🀣Hanzi izvi zvinogonekwa na
Bee Wezhira chete!!!
Dayi amai Rokadhiya vakayita collabo naBee Wezhira dayi zvakabuda manje! Chiitayi collaboration tione! πŸ€£πŸ’•

05/04/2024

Mazepe opindira nyaya yemwana waSwagger! Hanzi kana uchipa mukadzi mari nekuchengeta vana vako hawunyimwe kuwona mwana wako!
Zvema 1 year old party yemwana, matakadya kare haanyengedzi mwana! πŸ’•πŸ’•πŸ’•βš«οΈπŸ’•πŸ’•πŸ’•

05/04/2024

Baba Rokadhiya interview yakayitwa na Evidence Chihera online TV! πŸ’•πŸ’•πŸ’•βš«οΈπŸ’•πŸ’•πŸ’•
Full responses from Baba Rokadhiya!

04/04/2024

Amai Rokadhiya vari kutsvagira mwana wavo mukomana ane 15 years counselling nekuti ari kushungurudzika nekupinzwa kwaari kuyitwa mukurambana kwavo nababa Rokadhiya!!! πŸ’•πŸ’•πŸ’•βš«οΈπŸ’•πŸ’•πŸ’•

04/04/2024

Linda Brooks v Angel RueLove.
Hanzi naLinda Brooks Angel RueLove pandakakuti masiriri ndanga ndakuwona uchibuda masiriri wakadhakwa, asi inini zvawakanditi ndinotora ma drugs, wakandiwona here ndichitora ma drugs acho?!
πŸ’•πŸ’•πŸ’•βš«οΈπŸ’•πŸ’•πŸ’•

04/04/2024

This is walk in and grab!!!! The rest of the people in the shop keep minding their business as if nothing is happening! 🀣 Over 40 iPhones gone!
He left fingerprints on the door and the police car is right outside the Apple Store! 🀣

04/04/2024

Apa unenge wa planner kuzoshayinira vanhu ne 4 wheeler yako, wozopedzesera wamhanyira kuvanhu vacho vawanga uchishayinira, wakuda help!
πŸ’•πŸ’•πŸ’•βš«οΈπŸ’•πŸ’•πŸ’•

04/04/2024

First video: Hanzi na Amai Mazowe aka Sen Muk Tv Baba Rokadhiya havana ma nudes Amai Rokadhiya chinyararayi nyaya yacho, zvakwana, handimi matanga kurambana!
Asi vanenge vapadhuze kuburitsa avo, tichivayewuchidzawo kuti varikuti amai Rokadhiya vasavatuke pane vana, asi ivo vachibuditsa video vakarara nemumwe mukadzi!
Saka vana va baba Rokadhiya vachati kudini vakazviwonawo?! (second video)
πŸ’•πŸ’•πŸ’•βš«οΈπŸ’•πŸ’•πŸ’•

04/04/2024

Hanzi ndimi mune itinerary yehupenyu here
β€˜miss triangle face’!?
Siyanayi ne purple hair dzevanhu, ahhhhh, nhayi!
πŸ’•πŸ’•πŸ’•βš«οΈπŸ’•πŸ’•πŸ’•

03/04/2024

Tsanokadzi achituka Ndodo apindira kutukwa kwaayitwa Swagger naNdodo!
Tsanokadzi anoti Swagger mukoma wangu and hastukwe ndiripo! πŸ’•πŸ’•πŸ’•βš«οΈπŸ’•πŸ’•πŸ’•

03/04/2024

Ndodo aka Stobolos v Swagger STFZ Nation!
Hanzi Swaget copied and pasted Doves company statement to make people believe he is representing a genuine funeral services provider! πŸ’•πŸ’•πŸ’•βš«οΈπŸ’•πŸ’•πŸ’•

03/04/2024

Vakadzi muri kuyitaseyi varume?
All three are not his kids!!! 🀯🀯🀯

03/04/2024

Apa unenge wanzi cornrows USD25,
kusonerera human hair USD15, wonzi okay
chindipayi USD30!!!
Gone with the wind, let’s burn this hair!!!

02/04/2024

THREE COWS, ONE GOAT AND ONE CHICKEN
fine/penalty/sentence for having sexual relations with someone’s wife!

02/04/2024

Hanzi nemusikana waNigel from now on, ukahura ini ndinohurawo, zvobva zvayita fair and square!

02/04/2024

Please don’t leave me KUNDI!
Vamwe varume vane drama!

02/04/2024

Madzibaba vakavharwa USD20, vakasiya
vayisa mhiko paGulf mu Harare!

01/04/2024

Gogo Musalady and Afroknitter Forager vachidzidzisa vazukuru vavo kugeza nedzepabonde! πŸ’•πŸ’•πŸ’•βš«οΈπŸ’•πŸ’•πŸ’•

01/04/2024

Swagger STFZ Nation achitsanangura kugezeswa nekudiwa kwaanoyitwa naMazvita Ruwambara!
πŸ’•πŸ’•πŸ’•βš«οΈπŸ’•πŸ’•πŸ’•

01/04/2024

Ketina Ananiah and Swagger STFZ Nation sharing life experiences and giving each other words of encouragement! πŸ’•πŸ’•πŸ’•βš«οΈπŸ’•πŸ’•πŸ’•

31/03/2024

Ketina Ananiah achiti varikuda kuuya kuEurope gadzirirayi ma bills! It’s month end and the bills which need to be paid are just too many!
Barbara Nonsikelelo Buffalo wayida kutuka Dorine Masomera neni and think you can get away with it?
Saka Ketina Ananiah acharambawo achikutuka!
πŸ’•πŸ’•βš«οΈπŸ’•πŸ’•

31/03/2024

Swagger STFZ Nation exposes witchcraft on social media, Muchembere Soko and Nehoreka!
Also solution kana uchinetswa nemu socialite! πŸ€£πŸ’•

30/03/2024

Tatelicious Karigambe Sandberg, you are a transgender woman meaning you are a male who transitioned to become a female, and you can never be 100% a woman!
Anyone can learn how to dance, but you cannot learn how to be a woman!
Your partner is not questioning your womanity, he is asking you to change how you dance, and that’s why he asked you to take down that video!
This has absolutely nothing to do with being a woman or how women dance or behave!
A woman β€˜CANNOT LEARN’ to be a man either, IT’S IMPOSSIBLE!
All you can do is pretend, act like, behave like, imagine you are a woman!
BUT YOU CAN CHANGE HOW YOU DANCE, so compromise and focus on dancing with a rhythm while wearing what is acceptable to your partner, that’s all!

30/03/2024

Kwayita ma nudes ava apostle Chiwenga, Tariro Mafuka ndiye anawo, hanzi musikana wa apostle Chiwenga! Hanzi maHoly Nudes!!! 🀣
Chimhanyayi munpihwa! πŸ’•πŸ’•πŸ’•βš«οΈπŸ’•πŸ’•πŸ’•

Address


Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Zim Entertainers and Socialites posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Videos

Shortcuts

  • Address
  • Alerts
  • Videos
  • Claim ownership or report listing
  • Want your business to be the top-listed Event Planning Service?

Share