26/07/2026
"Saka kubangozopfeka bhareta rechiZANU kuedza kuvayeuchidza kuti ndirimumwe wenyu here apo kana kuti chii, handiti aimbodeedzera kuti ndiye youth leader here😂😂Zanu chiwororo takambovaudza vapfanha ava pavaishandiswa kuunza politics kumagitare. Unodyiswa mari yenyika kusvika wazvimbirwa, ugoshandiswa kusvika usisashandisike, yobva yasvika time yekuti uchimama zvese zvawaidyiswa, ndiyoyi nguva yaasvika mukomana, izvezvi nyika ndiyo yakutoti hoyo hoyo favorite slogun ra Holy Ten atanga kutomama uyo. It's just like joining Satanism, you can't sell your soul to the devil and want to tell the devil what to do with your soul afterwards, hazvigoni, unofanha kuteedzera mhiko pakuromba otherwise zvese zvinodhakwa. Unenge usisina control coz wakabvuma kuitwa robot nenyaya yekukara upfumi hwausina kurwira or kushandira🤫
Zim Latest Things