
16/06/2025
Unenge uchiti ukanyorawo comment ku page kwa Sir Wicknell Zvimwe ngirozi yema akwaya inokusarudzawo zvino zvipoko izvi zvobva zvavarira comment yekuti "Nyika ikuvakwa ne vene zvomene , Ed Huchi"
Anyway mamukasei vana vevhu musadaira marequest ayo nhai unozochema