Bossy Veeee Entertainment

Bossy Veeee Entertainment Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Bossy Veeee Entertainment, Event Planner, Pretoria.

Maslender manyama🤣
23/04/2024

Maslender manyama🤣

Asi chii nhay 👣🤣
06/04/2024

Asi chii nhay 👣🤣

Nhay nhay   ska mazoti how far rate yema Zig
06/04/2024

Nhay nhay ska mazoti how far rate yema Zig

20/03/2024
13/03/2024

Zvekt akahider vanhu vake ratova drama iroro . Zivai kt aposta. Obvious anotohider baba vakeka unless wakaroora
14/02/2024

Zvekt akahider vanhu vake ratova drama iroro . Zivai kt aposta. Obvious anotohider baba vakeka unless wakaroora

06/01/2024

JUST IMAGINE MWANA WAKO OTOZOHURAWO SEZVAURIKUITA NHAYWEEEEEEEE🥂✍️

08/11/2023

BUT KUNYEPA HERE KUTI VARUME VAVANOTI VAKAOMERA VARIKUTENGA MOTA NEDZIMBA🤸🤸🤸🤸

07/11/2023

Kungobvunzawo zvangu kt munongotanga kuita ma problems mlife kana manyengwa chete hr nhay maZimba.

GOOD MORNING

Send a message to learn more

Chii chakadaro chinenge ngoziii.. This life 🧬
31/10/2023

Chii chakadaro chinenge ngoziii..

This life 🧬

19/10/2023

Ehe ndewako but kana wasvika unoburukawoka ma avo asati aenda ku 🤸🤸🤸. Ndezve izvi🤸🤸🤸

19/10/2023

Ne4n yawakamutengera, nedata rako, nesadza rako fut haabve mu comment section ya Harare but haana kana like pama pic ako since 2010 wakaitawo Facebook.

12/10/2023

Hama dzenyu dzinofa hatimboone kana RIP post but busy nema celebrity. Hama dzavo dzinotozo poster after you🤸🤸

I wish car manufacturers could make a ho**er for passengers.we need to greet our friends.  .
12/10/2023

I wish car manufacturers could make a ho**er for passengers.we need to greet our friends. .

But God why
12/10/2023

But God why

12/10/2023

Nhay mwari vakadzi vacho zvavofanana vachembera... mati toita sei manje 🤸🤸

Siyai   🤸🤸🤸
10/10/2023

Siyai 🤸🤸🤸

07/10/2023

Ircey pain yekudanana nemrume anogara akaisa mkadzi wake pa profile nhay maside Chi-Chi🫴💔

Send a message to learn more

Address

Pretoria

Telephone

+27648768360

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Bossy Veeee Entertainment posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Bossy Veeee Entertainment:

Videos

Share

Category


Other Event Planners in Pretoria

Show All